Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Iwe enda kuna Farao mangwanani undosangana naye paachaenda kurwizi kuna Nairi. Umumirire pamahombekombe arwo wakabata mumaoko tsvimbo yako iya yakambosanduka ikava nyoka.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Enda kunaFarao maŋgwanani; tarira, ucaɓuɗa acienda kumvura; iwe undomira pamhenderekedzo dzorwizi kuti usoŋgane naye, wakaɓata muruʋoko rwako tȿimbo iya yakashanduka nyoka.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Enda kuna Farao mangwanani; tarira, achabuda achienda kumvura, iwe undomira pamhenderekedzo dzorwizi kuti usangane naye, wakabata muruoko rwako tsvimbo iya yakashanduka nyoka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Iwe enda kuna Farao mangwanani undosangana naye paachaenda kurwizi kuna Nairi. Umumirire pamahombekombe arwo wakabata mumaoko tsvimbo yako iya yakambosanduka ikava nyoka.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Enda kuna Faro mangwanani paanenge achienda kumvura. Umire pamahombekombe aNairi kuti ugosangana naye, uye ubate muruoko rwako tsvimbo iya yakashandurwa ikava nyoka.

See the chapter Copy




Eksodo 7:15

Follow us:

Advertisements


Advertisements