Eksodo 7:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Ini ndakuita saMwari kuna Farao. Mukoma wako Aroni achava somuporofita wako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova akati kunaMosesi: Tarira, ndakuita samŋari kunaFarao; Aroni, mukoma wako, ucaʋa muprofita wako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira, ndakuita saMwari kuna Farao; Aroni, mukoma wako, achava muporofita wako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Ini ndakuita saMwari kuna Farao. Mukoma wako Aroni achava somuporofita wako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi. “Tarira, ndakuita saMwari kuna Faro, uye mukoma wako Aroni achava muprofita wako. See the chapter |