Eksodo 5:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo endai ɀino, muɓate, nokuti hamucapiwi ʋuswa, asi munofanira kupedza ɀitina ɀakatarwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zvino chiendai kubasa. Hamuzombopiwi kana uswa, asi munofanira kuita basa renyu rezvidhina zvakakwana.” See the chapter |