Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 40:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 pakupinda mutendhe rokusanganira napakuenda paatari, vaishamba sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 pakupinda kwaʋo mutente rokusoŋgana, napakusweɗera kwaʋo kuartari, ʋaishamba, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 pakupinda kwavo mutende rokusangana, napakuswedera kwavo kuatari, vaishamba, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 pakupinda mutendhe rokusanganira napakuenda paatari, vaishamba sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Vaishamba pose pavaipinda muTende Rokusangana kana kuswedera paaritari, sokurayirwa kwakaitwa Mozisi naJehovha.

See the chapter Copy




Eksodo 40:32

Follow us:

Advertisements


Advertisements