Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Tenzi akatizve, “Isa ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaisa ruoko rwake muhanzu nechapadundundu. Paakaruburitsa, akaona rwangoti mbe-e kuchena, rwava namaperembudzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Jehova akati ʋo kwaari: Isa ruʋoko rwako mucifuʋa cako: akaisa ruʋoko rwake mucifuʋa cake; ɀino wakati acirubvisa, ʋonei ruʋoko rwake rwaʋa namaperembudzi, rwati mbembe secando.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Jehovha akatiwo kwaari, “Isa ruoko rwako muchipfuva chako.” Akaisa ruoko rwake muchipfuva chake; zvino akati achirubvisa, onei ruoko rwake rwava namaperembudzi rwati mbembe sechando.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Tenzi akatizve, “Isa ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaisa ruoko rwake muhanzu nechapadundundu. Paakaruburitsa, akaona rwangoti mbe-e kuchena, rwava namaperembudzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo Jehovha akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chako.” Saka Mozisi akaisa ruoko rwake muchipfuva chake, uye paakarubudisa, rwakanga rwachena maperembudzi, sechando.

See the chapter Copy




Eksodo 4:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements