Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tambanudza ruʋoko rwako, uiɓate parumhinda; (iye akatambanudza ruʋoko rwake, akaiɓata, ikashanduka tȿimbo muruʋoko rwake);

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako, uibate parumhinda; (iye akatambanudza ruoko rwake, akaibata, ikashanduka kuvatsvimbo muruoko rwake);

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ipapo Jehovha akati kwaari, “Tambanudza ruoko ugoibata nokumuswe.” Saka Mozisi akatambanudza ruoko ndokubata nyoka uye ikadzokera pakare pakuva tsvimbo muruoko rwake.

See the chapter Copy




Eksodo 4:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements