Eksodo 38:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaitira makona manna ecakarukwa cendarira ɀindori ɀinna paiʋa pokutakura napo namatanda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakaumba mhete dzendarira kuti dzibate mapango amakona mana echiparo chendarira. See the chapter |