Eksodo 38:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Akaveza zvainge nyanga zvina zvapamusoro pamakona mana eatari, zvakanga zvakavezwa zvakabatana neatari yacho. Akanamirira atari iyoyo noutare hwendarira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akaita ʋo nyaŋga dzayo pamakona ayo manna, nyaŋga dzayo dzikaʋa cinhu cimŋe cete nayo; akaifukidza nendarira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Akaitawo nyanga dzayo pamakona ayo mana, nyanga dzayo dzikava chinhu chimwe chete nayo; akaifukidza nendarira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akaveza zvainge nyanga zvina zvapamusoro pamakona mana eatari, zvakanga zvakavezwa zvakabatana neatari yacho. Akanamirira atari iyoyo noutare hwendarira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakagadzira runyanga pamakona mana ose zvokuti nyanga nearitari zvakanga zvava chinhu chimwe chete, uye vakafukidza aritari nendarira. See the chapter |