Eksodo 37:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka necomukati necokunze, akaita pamsoro payo hata yendarama yakaipotedza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akaifukidza nendarama yakaisvonaka nechomukati nechokunze, akaita pamusoro payo hata yendarama yakaipoteredza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akaifukidza negoridhe rakaisvonaka, zvose mukati nokunze, uye akaita hata yegoridhe yakaipoteredza. See the chapter |