Eksodo 36:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakagamuchira zvipo zvose izvozvo kuna Mosesi zvakanga zvaunzwa navaIsiraeri kuzoitisa basa romuNzvimbo Inoera. Izvozvo vaIsiraeri vainge vachingofumouya nazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋakapiwa naMosesi ɀipo ɀose ɀakaŋga ɀaʋuyiswa naʋana ʋaIsraeri, ɀokuɓatisa naɀo ɓasa rokushuma panɀimbo tȿene. Asi iʋo ʋakaramba ʋaciʋuya nemŋoyo yaʋo kwaari maŋgwanani ose neɀipo ɀaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 vakapiwa naMosesi zvipo zvose zvakanga zvauyiswa navana vaIsiraeri, zvokubatisa nazvo basa rokushuma panzvimbo tsvene. Asi ivo vakaramba vachiuya nemwoyo yavo kwaari mangwanani ose nezvipo zvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakagamuchira zvipo zvose izvozvo kuna Mosesi zvakanga zvaunzwa navaIsiraeri kuzoitisa basa romuNzvimbo Inoera. Izvozvo vaIsiraeri vainge vachingofumouya nazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vakagamuchira kubva kuna Mozisi zvipo zvose zvakanga zvauya navaIsraeri kuti zvishandiswe pabasa rokuvaka imba tsvene. Uye vanhu vakaramba vachiuyisa zvipo zvokupa nokuzvisarudzira mangwanani oga oga. See the chapter |