Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 36:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mosesi akadaidza Bhezarieri naOhoriabhu nenyanzvi dzose dzakanga dzapiwa njere naTenzi dzaivawo nechido chokubatsira pabasa, kuti vazoita basa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino Mosesi akaɗana Bezareri naOhoriabi, naʋarume ʋose ʋaiʋa nemŋoyo yakaŋgwara, ʋakapiwa kucenjera mumŋoyo yaʋo naJehova, ʋose ʋakaŋga ʋamutswa nemŋoyo yaʋo, kuti ʋaʋuye kuzoɓate‐ɓasa;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino Mosesi akadana Bhezareri naOhoriabhu, navarume vose vaiva nemwoyo yakangwara, vakapiwa kuchenjera mumwoyo yavo naJehovha, vose vakanga vamutswa nemwoyo yavo, kuti vauye kuzobata basa;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mosesi akadaidza Bhezarieri naOhoriabhu nenyanzvi dzose dzakanga dzapiwa njere naTenzi dzaivawo nechido chokubatsira pabasa, kuti vazoita basa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ipapo Mozisi akadana Bhezareri naOhoriabhu uye nomunhu wose wounyanzvi uyo akapiwa kugona naJehovha uye akanga achida hake kuuya kuzoshanda basa.

See the chapter Copy




Eksodo 36:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements