Eksodo 36:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira ɀokuɓatanidza tente, kuti ciʋe cinhu cimŋe cete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwe chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakaita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu kuti zvisunganidze tende pamwe chete zvive sechinhu chimwe chete. See the chapter |