Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 34:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Dangwe redhongi unofanira kurinunura nehwayana. Kana usina kurinunura unofanira kurityora mutsipa waro. Matangwe enyu ose echirume avanhu ngaanunurwe. “Ngaparege kuva nomunhu anouya kwandiri akangobata zvake maoko.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 mŋana wokutaŋga wemboŋgoro unofanira kuudzikinura negwaiana; kana usiŋgaɗi kuudzikinura, unofanira kuvuna mutsipa wawo. Mataŋgwe ose paʋanakomana ʋako unofanira kuʋadzikinura. Kurege kuʋa nomunhu unoʋuya pamberi paŋgu asinecinhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 mwana wokutanga wembongoro unofanira kuudzikinura negwayana; kana usingadi kuudzikinura, unofanira kuvhuna mutsipa wawo. Matangwe ose pavanakomana vako unofanira kuvadzikinura. Kurege kuva nomunhu anouya pamberi pangu asina chinhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Dangwe redhongi unofanira kurinunura nehwayana. Kana usina kurinunura unofanira kurityora mutsipa waro. Matangwe enyu ose echirume avanhu ngaanunurwe. “Ngaparege kuva nomunhu anouya kwandiri akangobata zvake maoko.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Udzikinure dangwe rembongoro negwayana, asi kana usingaridzikinuri, urivhune mutsipa waro. Udzikinure matangwe ose kuvanakomana venyu. “Hapana munhu anofanira kumira pamberi pangu asina chinhu.

See the chapter Copy




Eksodo 34:20

Follow us:

Advertisements


Advertisements