Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 33:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Naizvozvo ndapota zvangu kana zvichikufadzai ndiratidzeiwo nzira dzenyu kuti ndikuzivei kuitira kuti ndikufadzei, murangarirewo kuti rudzi urwu rwavanhu, vanhu venyu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino kana ndakawana nyasha pamberi penyu, cindiratidzai nzira dzenyu, kuti ndikuziʋei, ndiwane nyasha pamberi penyu; raŋgarirai ʋo kuti rudzi urwu ndiʋanhu ʋenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino kana ndakawana nyasha pamberi penyu, chindiratidzai nzira dzenyu, kuti ndikuzivei, ndiwane nyasha pamberi penyu; rangariraiwo kuti rudzi urwu ndivanhu venyu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Naizvozvo ndapota zvangu kana zvichikufadzai ndiratidzeiwo nzira dzenyu kuti ndikuzivei kuitira kuti ndikufadzei, murangarirewo kuti rudzi urwu rwavanhu, vanhu venyu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kana muchifadzwa neni, ndidzidzisei nzira dzenyu kuitira kuti ndigokuzivai uye ndirambe ndichiwana nyasha kwamuri. Rangarirai kuti rudzi urwu vanhu venyu.”

See the chapter Copy




Eksodo 33:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements