Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 32:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ndivo vakatonditi, ‘Tigadzirire vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesiwo uyu nyakutiburitsa muIjipiti hatichamboziva chakamuwira.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Nokuti ʋakati kwandiri: Tiitirei ʋamŋari ʋaŋgatituŋgamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatiɓuɗisa munyika yeEgipita, hatiziʋi cakaitika naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Nokuti vakati kwandiri, ‘Tiitirei vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndivo vakatonditi, ‘Tigadzirire vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesiwo uyu nyakutiburitsa muIjipiti hatichamboziva chakamuwira.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Vakati kwandiri, ‘Tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari munhu uyu Mozisi akatibudisa kubva muIjipiti, hatizivi zvakaitika kwaari.’

See the chapter Copy




Eksodo 32:23

Follow us:

Advertisements


Advertisements