Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 32:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Paakazosvika pedyo namatendhe Mosesi akaona chimhuru chiya navanhu vakanga vachitamba, ndokubva aviruka nehasha. Pakarepo akakanda pasi mafendefa aakanga akatakura ndokubva apwanyika mujinga megomo imomo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino wakati asweɗera kumisasa, akaʋona mhuru nokutamba. Ipapo shuŋgu dzaMosesi dzikamuka, akakanda mahwendefa aiʋa mumaʋoko ake pasi, akaaputsa mujiŋga megomo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino wakati aswedera kumisasa, akaona mhuru nokutamba. Ipapo shungu dzaMosesi dzikamuka, akakanda mahwendefa aiva mumaoko pasi, akaaputsa mujinga megomo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Paakazosvika pedyo namatendhe Mosesi akaona chimhuru chiya navanhu vakanga vachitamba, ndokubva aviruka nehasha. Pakarepo akakanda pasi mafendefa aakanga akatakura ndokubva apwanyika mujinga megomo imomo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Mozisi akati aswedera pamusasa akaona mhuru uye nokutamba, kutsamwa kwake kukavira uye akakanda mahwendefa achibva mumaoko ake, akaaputsa kuita zvidimbu zvidimbu pajinga regomo.

See the chapter Copy

Eksodo 32:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements