Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 32:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Iye akati: Haazi manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukunda kwaʋo, kana manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukundwa kwaʋo; asi ndinonzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanoimba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Iye akati, “Haazi manzwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana manzwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere-mhere yavanhu vanoimba.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Mozisi akapindura akati, “Harusi ruzha rwokukunda, harusi ruzha rwokukundwa; ruzha rwokuimba rwandinonzwa.”

See the chapter Copy




Eksodo 32:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements