Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 31:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Iwe taurira vaIsiraeri uchiti, ‘Chengetai maSabata angu nokuti ndiwo mucherechedzo wangu nemi uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose, wokuratidza kuti ini Tenzi ndini ndakakusarudzai kuti muve vanhu vangu vatsvene.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Ɀirokwaɀo munofanira kuceŋgeta masaɓata aŋgu; nokuti ciratidzo pakati paŋgu nemi kuȿikira kumarudzi enyu ose, muziʋe kuti ndini Jehova unokutsaurai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Zvirokwazvo munofanira kuchengeta maSabata angu; nokuti chiratidzo pakati pangu nemi kusvikira kumarudzi enyu ose, muzive kuti ndini Jehovha unokutsaurai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Iwe taurira vaIsiraeri uchiti, ‘Chengetai maSabata angu nokuti ndiwo mucherechedzo wangu nemi uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose, wokuratidza kuti ini Tenzi ndini ndakakusarudzai kuti muve vanhu vangu vatsvene.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Uti kuvaIsraeri, ‘Munofanira kucherechedza Sabata rangu. Ichi ndicho chichava chiratidzo pakati pangu nemi kuzvizvarwa zvinotevera, kuti mugoziva kuti ndini Jehovha, anokuitai vatsvene.

See the chapter Copy

Eksodo 31:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements