Eksodo 30:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Aroni unofanira kupisa pamsoro payo ɀinonhuwira ɀemiti yakanaka; ŋgaaɀipise maŋgwanani ose, kana acigadzira mŋenje. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Aroni anofanira kupisa pamusoro payo zvinonhuwira zvemiti yakanaka; ngaazvipise mangwanani ose, kana achigadzira mwenje. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Aroni anofanira kupisa zvinonhuhwira pamusoro pearitari mangwanani oga oga paanogadzira mwenje. See the chapter |