Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ndini Mwari wamadzitateguru ako. Ndini Mwari waAbhurahamu, ndini Mwari waIsaki, ndini Mwari waJakobho.” Mosesi akabva afukidza chiso chake achitya kutarisa Mwari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Akati ʋo: Ndini Mŋari waɓaɓa ʋako, naMŋari waAbrahama, naMŋari waIsaka, naMŋari waJakobo. Mosesi akaʋanza ciso cake, nokuti wakatya kutarira Mŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Akatiwo, “Ndini Mwari wababa vako, naMwari waAbhurahamu, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho.” Mosesi akavanza chiso chake, nokuti akatya kutarira Mwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndini Mwari wamadzitateguru ako. Ndini Mwari waAbhurahamu, ndini Mwari waIsaki, ndini Mwari waJakobho.” Mosesi akabva afukidza chiso chake achitya kutarisa Mwari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo akati, “Ndini Mwari wababa vako, Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka naMwari waJakobho.” Uye Mozisi akafukidza chiso chake, nokuti akanga achitya kutarisa Mwari.

See the chapter Copy




Eksodo 3:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements