Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 29:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 “Zvamunofanira kuramba muchipira paatari ndezvizvi: hwayana mbiri dzine gore rimwechete pazuva roga roga.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ɀino ndiɀo ɀaunofanira kuɓayira paartari: Zuʋa rimŋe nerimŋe ŋguʋa dzose makwaiana maʋiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 “Zvino ndizvo zvaunofanira kubayira paatari: Zuva rimwe nerimwe nguva dzose makwayana maviri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 “Zvamunofanira kuramba muchipira paatari ndezvizvi: hwayana mbiri dzine gore rimwechete pazuva roga roga.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 “Izvi ndizvo zvaunofanira kupa paaritari nguva dzose zuva rimwe nerimwe: makwayana maviri egore rimwe chete.

See the chapter Copy




Eksodo 29:38

Follow us:

Advertisements


Advertisements