Eksodo 29:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino uɀiise ɀose pamaʋoko aAroni napamaʋoko aʋanakomana ʋake, ʋagoɀizuŋguzira, ciʋe cipo cinozuŋguzirwa pamberi paJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino uzviise zvose pamaoko aAroni napamaoko avanakomana vake, vagozvizunguzira, chive chipo chinozunguzirwa pamberi paJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uise izvi zvose mumaoko aAroni navanakomana vake ugozvininira pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira. See the chapter |