Eksodo 28:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 “Unozofanira kuti mukoma wako Aroni navanakomana vake Nadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru vauye kwauri, unditsaurire ivavo pakati pavaIsiraeri vandishandire savapristi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino usweɗedze kwauri Aroni, mukuru wako, naʋanakomana ʋake pamŋe cete naye, ʋaɓuɗe pakati paʋana ʋaIsraeri, kuti andishumire paɓasa roʋuprista, ʋanoti, Aroni, naNadabi, naAbihu, naEreazari, naItamari, iʋo ʋanakomana ʋaAroni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 “Zvino uswededze kwauri Aroni, mukuru wako, navanakomana vake pamwechete naye, vabude pakati pavana vaIsiraeri, kuti andishumire pabasa roupristi, vanoti; Aroni, naNadhabhi, naAbhihu, naEreazari, naItamari, ivo vanakomana vaAroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Unozofanira kuti mukoma wako Aroni navanakomana vake Nadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru vauye kwauri, unditsaurire ivavo pakati pavaIsiraeri vandishandire savapristi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Uite kuti Aroni mukoma wako pamwe chete navanakomana vake vanoti Nadhabhi naAbhihu, Ereazari naItamari vauyiswe kwandiri kubva pakati pavaIsraeri kuti vandishumire savaprista. See the chapter |