Eksodo 25:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Pose pose panosangana hunde namapazi maviri nechepasi pawo ose ari matanhatu, ngapanamirwe ruva rimwechete rendarama risati razaruka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 nefundo panyasi pamataʋi maʋiri akaʋumbga pamŋe cete naco, nefundo panyasi pamamŋe mataʋi akaʋumbga pamŋe cete naco, nefundo panyasi pamataʋi maʋiri akaʋumbga pamŋe cete naco, akafanana namataʋi matanhatu anoɓuɗa pacigadziko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 nepfundo panyasi pamatavi maviri akaumbwa pamwechete nacho, nepfundo panyasi pamamwe matavi akaumbwa pamwechete nacho, nepfundo panyasi pamatavi maviri akaumbwa pamwechete nacho, akafanana namatavi matanhatu anobuda pachigadziko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Pose pose panosangana hunde namapazi maviri nechepasi pawo ose ari matanhatu, ngapanamirwe ruva rimwechete rendarama risati razaruka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Bukira rimwe chete richava pasi pamatavi maviri okutanga anotambarara kubva pachigadziko chomwenje, bukira rechipiri riri pasi pamamwe matavi maviri, uye bukira rechitatu riri pasi pamamwezve pamatavi maviri, mativi ose ari matanhatu. See the chapter |