Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi haana kuparadza vakuru vakuru vevaIsiraeri ivavo. Vakaona Mwari, kudya vakadya, kunwa vakatonwawo zvavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi haana‐kutambanudzira ruʋoko rwake kuʋakuru iʋaʋo ʋaʋana ʋaIsraeri; ʋakaʋona Mŋari, ʋakadya, ʋakanwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Asi haana kutambanudzira ruoko rwake kuvakuru ivavo vavana vaIsiraeri; vakaona Mwari, vakadya, vakanwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi haana kuparadza vakuru vakuru vevaIsiraeri ivavo. Vakaona Mwari, kudya vakadya, kunwa vakatonwawo zvavo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi Mwari haana kusimudza ruoko rwake pamusoro pavatungamiri vavaIsraeri ava; vakaona Mwari, uye vakadya vakanwa.

See the chapter Copy




Eksodo 24:11

Follow us:

Advertisements


Advertisements