Eksodo 23:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ndicanatsoʋadziŋga pamberi pako, kuȿikira maʋa ʋazhinji, upiwe nyika iʋe nhaka yako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ndichavabvisa pamberi penyu zvishoma zvishoma, kusvikira manyatsowanda kuti mutore nyika. See the chapter |