Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 23:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Namatai ini Tenzi, Mwari wenyu. Ini ndinozokukomborerai ndichikupai zvokudya nemvura, ndichibvisa zvirwere pakati penyu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Shumira Jehova Mŋari wako, kuti aropafadze ciŋgwa cako nemvura yako; neni ndicabvisa ʋurwere pakati penyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Shumira Jehovha Mwari wako, kuti aropafadze chingwa chako nemvura yako; neni ndichabvisa urwere pakati penyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Namatai ini Tenzi, Mwari wenyu. Ini ndinozokukomborerai ndichikupai zvokudya nemvura, ndichibvisa zvirwere pakati penyu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Namatai Jehovha Mwari wenyu, uye ipapo maropafadzo ake achava pane zvokudya zvenyu nemvura yenyu. Ndichabvisa urwere kubva pakati penyu,

See the chapter Copy




Eksodo 23:25

Follow us:

Advertisements


Advertisements