Eksodo 23:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Musapfugamire vamwari vavo, kana kuvanamata, kunyange kutevedzera zviito zvavanhu ivavo. Asi nyatsoputsai zvifananidzo zvavo zvokunamata, muparadze shongwe dzamabwe dzakamisirwa vamwari vavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Usafugamira ʋamŋari ʋaʋo, kana kuʋashumira, kana kuteʋera maɓasa aʋo; asi unofanira kuʋaparadza cose, nokuputsanya shoŋgwe dzaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Usapfugamira vamwari vavo, kana kuvashumira, kana kutevera mabasa avo; asi unofanira kuvaparadza chose, nokuputsanya shongwe dzavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Musapfugamire vamwari vavo, kana kuvanamata, kunyange kutevedzera zviito zvavanhu ivavo. Asi nyatsoputsai zvifananidzo zvavo zvokunamata, muparadze shongwe dzamabwe dzakamisirwa vamwari vavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Musapfugamira vamwari vavo kana kuvanamata kana kuwadzana namabasa avo. Munofanira kuvaparadza uye mugoputsa matombo avo anoyera. See the chapter |