Eksodo 23:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Chenjererai kuita zvose zvandakuudzai, musambodoma zvenyu vamwe vamwari nezita, kunyange zvako kuvati muromo bufu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀinhu ɀose ɀandakakuʋudzai muɀiterere; musareʋa zita raʋamŋe ʋamŋari, ŋgarirege kunzwika pamiromo yenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvinhu zvose zvandakakuudzai muzviteerere; musareva zita ravamwe vamwari, ngarirege kunzwika pamiromo yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chenjererai kuita zvose zvandakuudzai, musambodoma zvenyu vamwe vamwari nezita, kunyange zvako kuvati muromo bufu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Muchenjerere kuti muite zvose zvandakareva kwamuri. Musareva mazita avamwe vamwari; ngaarege kunzwikwa pamiromo yenyu. See the chapter |