Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Asi kana zvikaitika ari masikati machena, ane mhosva yokuponda munhu. “Mbavha ngairipiswe zvakakwana, kana isina chainacho, ngaitengeswe pawanikwe muripo wezvayakaba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Asi kana zuʋa rakaŋga ramuɓuɗira, ucaʋa nemhoȿa paropa rake, unofanira kuripa; kana asinecinhu unofanira kuteŋgeswa nokuɗa kwokuɓa kwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Asi kana zuva rakanga ramubudira, achava nemhosva paropa rake, anofanira kuripa; kana asina chinhu anofanira kutengeswa nokuda kwokuba kwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Asi kana zvikaitika ari masikati machena, ane mhosva yokuponda munhu. “Mbavha ngairipiswe zvakakwana, kana isina chainacho, ngaitengeswe pawanikwe muripo wezvayakaba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 asi kana zvikaitika shure kwokubuda kwezuva, anenge ane mhosva yokuteura ropa. “Mbavha inofanira kudzora zvayaba, asi kana isina chinhu, inofanira kutongeswa kuti iripe umbavha hwayo.

See the chapter Copy




Eksodo 22:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements