Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 “Kana murume akanyengetedza mhandara inenge isati yatumirwa mari yokuroora, akatadza naye, ngaabvise pfuma yose yokumuroora ave mukadzi wake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Kana munhu aciŋge anyeŋgedzera musikana usina‐kunyeŋgwa, akaʋata naye, ɀirokwaɀo unofanira kumuroʋora, aʋe mukadzi wake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Kana munhu achinge anyengedzera musikana asina kunyengwa, akavata naye, zvirokwazvo anofanira kumuroora, ave mukadzi wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 “Kana murume akanyengetedza mhandara inenge isati yatumirwa mari yokuroora, akatadza naye, ngaabvise pfuma yose yokumuroora ave mukadzi wake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “Kana murume akanyengera musikana anenge ari mhandara asina kutsidzira kuti awanikwe uye akavata naye, iye anofanira kubvisa roora, uye achava mukadzi wake.

See the chapter Copy




Eksodo 22:16

Follow us:

Advertisements


Advertisements