Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kana munhu aciŋge akumbira cinhu kunowokwake, cikakuʋara, kana kufa, muridzi waco asisi’po, ɀirokwaɀo unofanira kuciripa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Kana munhu achinge akumbira chinhu kunowokwake, chakuvara, kana kufa, muridzi wacho asisipo, zvirokwazvo anofanira kuchiripa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Kana munhu akakwereta chipfuwo kubva kumuvakidzani wake uye chikakuvara kana kufa, muridzi wacho asipo, anofanira kuripa.

See the chapter Copy




Eksodo 22:14

Follow us:

Advertisements


Advertisements