Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Asi kana zviri zvechokwadi kuti chakabiwa, nyakuchichengeteswa ngaaripe muridzi wacho.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Asi kana ɀikaɓiwa ɀiri kwaari, unofanira kuripira muridzi waɀo

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Asi kana zvikabiwa zviri kwaari, anofanira kuripira muridzi wazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi kana zviri zvechokwadi kuti chakabiwa, nyakuchichengeteswa ngaaripe muridzi wacho.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Asi kana chipfuwo chakabiwa kubva kumuvakidzani, iye anofanira kudzorera kumuridzi nomuripo.

See the chapter Copy




Eksodo 22:12

Follow us:

Advertisements


Advertisements