Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Kana munhu akaba mombe kana hwai akaiuraya, kana kuti akaitengesa, ngaaripiswe mombe shanu pamombe imwechete; pahwai imwechete ngaaripiswe hwai ina.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Kana munhu akaɓa nzombe kana gwai, akaɀiʋuraya, kana akaɀiteŋgesa, unofanira kuripa nenzombe shanu panzombe imŋe, namakwai manna pagwai rimŋe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Kana munhu akaba nzombe kana gwai, akazviuraya, kana akazvitengesa, anofanira kuripa nzombe shanu panzombe imwe, namakwai mana pagwai rimwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Kana munhu akaba mombe kana hwai akaiuraya, kana kuti akaitengesa, ngaaripiswe mombe shanu pamombe imwechete; pahwai imwechete ngaaripiswe hwai ina.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Kana munhu akaba nzombe kana gwai uye akauraya kana kutengesa anofanira kuripa mombe shanu nokuda kwenzombe uye makwai mana pagwai rimwe chete.

See the chapter Copy




Eksodo 22:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements