Eksodo 21:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi kana iye muranda akati: Ndinoɗa tenzi waŋgu nomukadzi waŋgu naʋana ʋaŋgu, handiɗi kuɓuɗa haŋgu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Asi kana iye muranda akati, “Ndinoda tenzi wangu nomukadzi wangu navana vangu, handidi kubuda hangu”; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Asi muranda akati, ‘Ndinoda tenzi wangu, mukadzi wangu navana vangu asi handisi kuda kusunungurwa,’ See the chapter |