Eksodo 21:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 “Kana munhu akasiya zvake mugodhi usina kukwidibirwa, kana kuti ochera mugodhi osiya usina kukwidibirwa, mombe kana dhongi rowira imomo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Kana munhu akadziʋura gomba, ʋuye kana munhu akacera gomba, akasaridziʋira, nzombe kana mboŋgoro ikawira’mo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Kana munhu akadziura gomba, uye kana munhu akachera gomba, akasaridzivira, nzombe kana mbongoro ikawiramo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Kana munhu akasiya zvake mugodhi usina kukwidibirwa, kana kuti ochera mugodhi osiya usina kukwidibirwa, mombe kana dhongi rowira imomo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Kana munhu akafukunura gomba kana kuchera rimwe gomba uye akarega kurifushira uye nzombe kana mbongoro ikawira mariri, See the chapter |