Eksodo 20:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Mosesi akati kuvanhu, “Musatye henyu nokuti Mwari auya kuzoona kuti muri vanhu vakadii. Anodawo kuti kumutya kukupindei muropa, murege kumutadzira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mosesi akati kuʋanhu: Musatya henyu, nokuti Mŋari wakaʋuya kuzokuidzai, kuti mugare mucimutya, murege kutadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Mosesi akati kuvanhu, “Musatya henyu, nokuti Mwari akauya kuzokuidzai, kuti mugare muchimutya, murege kutadza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mosesi akati kuvanhu, “Musatye henyu nokuti Mwari auya kuzoona kuti muri vanhu vakadii. Anodawo kuti kumutya kukupindei muropa, murege kumutadzira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mozisi akati kuvanhu, “Musatya. Mwari auya kuzokuedzai, kuitira kuti kutya Mwari kugova nemi, kuti murege kutadza.” See the chapter |