Eksodo 20:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 “Remekedza baba naamai vako, kuti mazuva ako awande munyika yauri kupiwa naTenzi, Mwari wako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako, kuti mazuʋa ako aʋe mazhinji panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 “Kudza baba vako namai vako, kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Remekedza baba naamai vako, kuti mazuva ako awande munyika yauri kupiwa naTenzi, Mwari wako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kudza baba vako namai vako, kuti ugorarama mazuva mazhinji munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako. See the chapter |