Eksodo 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Mosesi akagutsikana kugara nomurume uyu. Iye akazopa Mosesi mwana wake Zipora kuti ave mukadzi wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Mosesi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mosesi mukunda wake Zipora. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Mosesi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mosesi mukunda wake Zipora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi akagutsikana kugara nomurume uyu. Iye akazopa Mosesi mwana wake Zipora kuti ave mukadzi wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mozisi akabvuma kugara nomurume uyu, uyo akazopa mwanasikana wake Zipora kuna Mozisi kuti ave mukadzi wake. See the chapter |