Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Rimwe zuva, Mosesi akura, zvakaitika kuti akaenda kundoona vanhu verudzi rwake vaHebheru. Akaona mabasa anorema avaiitiswa, akaonawo muIjipiti achirova muHebheru.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino namazuʋa iwayo Mosesi akura, akaenda kundoʋona hama dzake, akandotarira mirimo yaʋo; akaʋona muEgipita aciroʋa muHeberu, mumŋe wehama dzake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino namazuva iwayo Mosesi akura, akaenda kundoona hama dzake, akandotarira mirimo yavo; akaona muIjipiti achirova muHebheru, mumwe wehama dzake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Rimwe zuva, Mosesi akura, zvakaitika kuti akaenda kundoona vanhu verudzi rwake vaHebheru. Akaona mabasa anorema avaiitiswa, akaonawo muIjipiti achirova muHebheru.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Rimwe zuva Mozisi akura, akaenda kwakanga kuna vanhu vokwake uye akavatarira vari pabasa ravo rakaoma. Akaona muIjipita achirova muHebheru, mumwe wavanhu vokwake.

See the chapter Copy




Eksodo 2:11

Follow us:

Advertisements


Advertisements