Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 19:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Ndichauya kwamuri ndiri mugore rakasviba kuti ndindo-o, kuitira kuti vanhu vandinzwe ndichitaura newe, naizvozvo vachazogara vachiti rawareva ndiroro.” Mosesi akandoudza Tenzi zvakanga zvataurwa navanhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tarira ndinoʋuya kwauri mugore gobvu, kuti ʋanhu ʋanzwe kana ndicitaura newe, ʋagotenda misi yose. Mosesi akaʋudza Jehova mashoko aʋanhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira ndinouya kwauri mugore gobvu, kuti vanhu vanzwe kana ndichitaura newe, vagotenda misi yose.” Mosesi akaudza Jehovha mashoko avanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Ndichauya kwamuri ndiri mugore rakasviba kuti ndindo-o, kuitira kuti vanhu vandinzwe ndichitaura newe, naizvozvo vachazogara vachiti rawareva ndiroro.” Mosesi akandoudza Tenzi zvakanga zvataurwa navanhu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndiri kuzouya kwauri ndiri mugore gobvu, kuitira kuti vanhu vagondinzwa ndichitaura newe vagoramba vachivimba newe.” Ipapo Mozisi akaudza Jehovha zvakanga zvarehwa navanhu.

See the chapter Copy

Eksodo 19:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements