Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 19:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Tenzi akamuti, “Chiburuka undouya naAroni. Vapristi navanhu ngavarege kudarika muganho, kana kukwira kuno kwandiri. Kana vakadaro ndichavaparadza.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Jehova akati kwaari: Enda uɓuruke, mukwire ɀe, iwe naAroni, anewe; asi ʋaprista naʋanhu ŋgaʋarege kupaza kunaJehova, kuti arege kuʋaparadza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Jehovha akati kwaari, “Enda uburuke, mukwirezve, iwe naAroni, anewe; asi vapristi navanhu ngavarege kupaza kuna Jehovha, kuti arege kuvaparadza.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Tenzi akamuti, “Chiburuka undouya naAroni. Vapristi navanhu ngavarege kudarika muganho, kana kukwira kuno kwandiri. Kana vakadaro ndichavaparadza.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Jehovha akapindura akati, “Buruka undotora Aroni ukwire naye kuno. Asi vaprista navanhu havafaniri kumanikidzira kusvika kuno kuna Jehovha, nokuti angavaparadza.”

See the chapter Copy




Eksodo 19:24

Follow us:

Advertisements


Advertisements