Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 18:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Jetero akafara kwazvo paakanzwa zvinhu zvose zvakanaka zvakaitirwa vaIsiraeri naTenzi paakavanunura mumaoko avaIjipiti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Jetero akafara pamsoro peɀose ɀakanaka ɀakaŋga ɀaitirwa ʋaIsraeri naJehova, kuti wakaʋarwira pamaʋoko aʋaEgipita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Jeturo akafara pamusoro pezvose zvakanaka zvakanga zvaitirwa vaIsiraeri naJehovha, kuti akavarwira pamaoko avaIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Jetero akafara kwazvo paakanzwa zvinhu zvose zvakanaka zvakaitirwa vaIsiraeri naTenzi paakavanunura mumaoko avaIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Jeturo akafara kunzwa nezvezvinhu zvose zvakanaka zvakaitirwa vaIsraeri naJehovha, mukuvanunura kubva muruoko rwavaIjipita.

See the chapter Copy




Eksodo 18:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements