Eksodo 18:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Mumwe ainzi Eriezero, nokuti aiti, “Mwari wababa vangu ndiye akava mubatsiri wangu, akandinunura kuna Farao akasandiuraya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 nezita romumŋe rainzi Eriezeri, nokuti wakati: Mŋari waɓaɓa ʋaŋgu wakaŋga ari muɓatsiri waŋgu, akandirwira pamunondo waFarao — See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 nezita romumwe rainzi Ereazari, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu, akandirwira pamunondo waFarao.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mumwe ainzi Eriezero, nokuti aiti, “Mwari wababa vangu ndiye akava mubatsiri wangu, akandinunura kuna Farao akasandiuraya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye mumwe akatumidzwa kunzi Eriezeri, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu; akandiponesa kubva pamunondo waFaro.” See the chapter |