Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 18:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Iwe uchazviuraya nebasa, uchitambudzisawo vanhu vanouya kudare. Basa irori ibasa guru kwazvo haungariiti uri oga oga.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀirokwaɀo ucaneta kwaɀo, iwe naʋanhu ʋaunaʋo; nokuti cinhu ici cinokuremera; hauŋgagoni kuciita uri woga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvirokwazvo uchaneta kwazvo, iwe navanhu vaunavo; nokuti chinhu ichi chinokuremera; haungagoni kuchiita uri woga.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Iwe uchazviuraya nebasa, uchitambudzisawo vanhu vanouya kudare. Basa irori ibasa guru kwazvo haungariiti uri oga oga.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Iwe navanhu ava vanouya kwauri muchangozvinetesa chete. Basa iri rinorema kwazvo kwauri; haungagoni kuriita uri woga.

See the chapter Copy




Eksodo 18:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements