Eksodo 18:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Vatezvara vake vakamuti, “Zvauri kuita izvozvi hazvina kunaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino mukarabga waMosesi akati kwaari: Cinhu ici caunoita hacina‐kunaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino mukarahwa waMosesi akati kwaari, “Chinhu ichi chaunoita hachina kunaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vatezvara vake vakamuti, “Zvauri kuita izvozvi hazvina kunaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Tezvara waMozisi akapindura akati, “Zvauri kuita hazvina kunaka. See the chapter |