Danieri 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 “Saka zvino imi Tenzi Mwari wedu imi makaburitsa vanhu venyu munyika yeIjipiti nesimba roruoko rwenyu mukazviwanira zita sezvazviri nhasi uno, isu takatadza, takaita zvakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino imi Ishe Mŋari weɗu, makaɓuɗisa ʋanhu ʋenyu panyika yeEgipita noruʋoko runesimba, mukaɀiwanira mukurumbira, sapazuʋa ranhasi; takatadza, takaita ɀakashata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 “Zvino imi Ishe Mwari wedu, makabudisa vanhu venyu panyika yeIjipiti noruoko rune simba, mukazviwanira mukurumbira, kusvikira pazuva ranhasi; takatadza, takaita zvakashata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Saka zvino imi Tenzi Mwari wedu imi makaburitsa vanhu venyu munyika yeIjipiti nesimba roruoko rwenyu mukazviwanira zita sezvazviri nhasi uno, isu takatadza, takaita zvakaipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Zvino, imi Ishe Mwari wedu, makabudisa vanhu venyu kubva muIjipiti noruoko rune simba uye mukazviitira zita rinogara kusvikira iye nhasi, takatadza, takaita zvakaipa. See the chapterShona BIBLE15 “Zvino imi Ishe Mwari wedu, makabudisa vanhu venyu panyika yeIjipiti noruoko rune simba, mukazviwanira mukurumbira, kusvikira pazuva ranhasi; takatadza, takaita zvakashata. See the chapter |