Danieri 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndakanzwa mumwe anoera achitaura ndokubva mumwewo anoera abvunza uya akanga ataura kuti, “Ko izvo zvechiratidzo chomupiro wokupisa unogaroitwa izvi nezvokumbosiya zvakadaro Nzvimbo Inoera negurusvusvu racho zvichitsokodzerwa zvazvo netsoka, zvichapedza nguva yakadii?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo ndakanzwa mumŋe mutȿene acitaura; ɀino mumŋe mutȿene ɀe akati kunaiye wakaŋga acitaura: Ko iɀo ɀakaratidzwa ɀicaȿika rini, iɀo ɀecipiriso cinopiswa nokusiŋgaperi nokuɗarika kunoparadza, kuti nɀimbo tȿene nehondo ɀiregwe ɀicitsikwa netsoka? See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 “Ipapo ndakanzwa mutsvenezve akati kuna iye akanga achitaura, ‘Ko izvo zvakaratidzwa zvichasvika rini, izvo zvechipiriso chinopiswa nokusingaperi nokudarika kunoparadza, kuti nzvimbo tsvene nehondo zviregwe zvichitsikwa netsoka?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakanzwa mumwe anoera achitaura ndokubva mumwewo anoera abvunza uya akanga ataura kuti, “Ko izvo zvechiratidzo chomupiro wokupisa unogaroitwa izvi nezvokumbosiya zvakadaro Nzvimbo Inoera negurusvusvu racho zvichitsokodzerwa zvazvo netsoka, zvichapedza nguva yakadii?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo ndakanzwa mumwe mutsvene achitaura, uye mumwe mutsvene akati kwaari, “Zvichatora nguva yakadini kuti chiratidzo chizadziswe, chiratidzo pamusoro pechibayiro chamazuva ose, kumukira kunokonzera kuparadzwa, uye kusiyiwa kwenzvimbo tsvene nehondo zvichatsikwa-tsikwa pasi petsoka?” See the chapterShona BIBLE13 “Ipapo ndakanzwa mutsvenezve akati kuna iye akanga achitaura, ‘Ko izvo zvakaratidzwa zvichasvika rini, izvo zvechipiriso chinopiswa nokusingaperi nokudarika kunoparadza, kuti nzvimbo tsvene nehondo zviregwe zvichitsikwa netsoka?’ See the chapter |