Danieri 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana ndiri’ni Danieri, mŋeya waŋgu wakatambudzika mukati momuʋiri waŋgu, ʋuye ɀandakaʋona mumusoro maŋgu ɀakandivundusa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Ini Dhanieri ndakatambudzika mumweya wangu, uye zviratidzo zvakasvika mumusoro mangu zvakanditambudza. See the chapterShona BIBLE15 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa. See the chapter |