Danieri 6:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Pamusoro paivava akagadzawo vamwe vatatu kuti vave madzichangamire avo, Dhanieri ari mumwe wavo vaizotumirwa nyaya namadzishe iwayo kuitira kuti mambo asawane chaanorasikirwa nacho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 pamsoro paʋo wakagadza ʋakuru ʋatatu, Danieri ari mumŋe waʋo; kuti macinda awa aʋuye namashoko ose kwaʋari, ʋuye kuti mambo arege kutadzirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 pamusoro pavo akagadza vakuru vatatu, Dhanieri ari mumwe wavo; kuti machinda awa auye namashoko ose kwavari, uye kuti mambo arege kutadzirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pamusoro paivava akagadzawo vamwe vatatu kuti vave madzichangamire avo, Dhanieri ari mumwe wavo vaizotumirwa nyaya namadzishe iwayo kuitira kuti mambo asawane chaanorasikirwa nacho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 navakuru vatatu vaiva pamusoro pavo, mumwe wavo akanga ari Dhanieri. Machinda aitsanangura zvose pamusoro pemabasa avo kwavari kuti mambo arege kurasikirwa. See the chapterShona BIBLE2 pamusoro pavo akagadza vakuru vatatu, Dhanieri ari mumwe wavo; kuti machinda awa auye namashoko ose kwavari, uye kuti mambo arege kutadzirwa. See the chapter |